Duramazwi · zita
Zvinoreva
Gurudadi chiitiko chinoshamisa uye chinotsamwisa.
1
Gurudadi chiitiko chinoshamisa uye chinotsamwisa.
Mafiro aita mwana uyu igurudadi chairo. Munhu anga achitotamba iye zvino apa!
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gurukuta
Kugurukuta kurwadziwa mumwoyo zvakanyanya. zvikuru mushure menhamo huru inenge yaitika.
VerengaSwipe for the next word