Duramazwi
gurukuta
-shungurudzika-dzivaira-pazuka
Duramazwi
Kugurukuta kurwadziwa mumwoyo zvakanyanya. zvikuru mushure menhamo huru inenge yaitika.
Kugurukuta kurwadziwa mumwoyo zvakanyanya. zvikuru mushure menhamo huru inenge yaitika.
Murume akagurukuta pakarohwa mhuri yake nemheni.
Chembere ndeyembwa yomunhu, inofa ichigurukuta.
Kugurukuta kuchema kwehangaiwa.
-shungurudzika · -dzivaira · -pazuka
Duramazwi
01 / 03gurukutu
Uyu munhu anoita zvechitsotsi, anonyengedza vamwe vanhu.
VerengaSwipe for the next word