KwaunobvaDuramazwiGguruma

Duramazwi

guruma

Zvinoreva

Kuguruma kugunun'una kana kunyunyuta kwemunhu anenge achihon'era asinganzikwi zvaanotaura.

1

Kuguruma kugunun'una kana kunyunyuta kwemunhu anenge achihon'era asinganzikwi zvaanotaura.

Marori anorarira kunguruma nguva zhinji kwazvo.

Kana munhu achinguruma anenge achipopotera zvinhu zvisina shumo kwenguva refu.

Kuguruma kugunun'una kana kunyunyuta kwemunhu anenge achihon'era asinganzikwi zvaanotaura.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gurumba

Gurumba muti unoita chiguri pasi, icho chinoshandiswa kuuraya hove kana kuita sipo.

Verenga

Swipe for the next word