Duramazwi
dzorera
restore
Duramazwi
restore
Kudzora.
Kudzora.
Baba vamaitakue havaida kuti kana Maitakue adzidza azovadzorera kana chinhu chimwe chete bodo.
Iwe ndipo powoda kutidzorera shure, hauchagoni kutidzosera kuudzvanyiriri hwekare.
Vakadzorera ushamwari hwavo, vachidzidzira kuti godo rinoparadza, asi chokwadi chinovaka.
Kudzore-ra kurovawo munhu anenge atanga kukurova.
Duramazwi
01 / 03dzoro
doom
VerengaSwipe for the next word