KwaunobvaDuramazwiZzvidzora

Duramazwi

zvidzora

Zvinoreva

Kuzvidzora kufungisisa nokusvika pakuzoona kuti zvimwe zvinhu zvawanga woda kuita hazvina kunaka.

1

Kuzvidzora kufungisisa nokusvika pakuzoona kuti zvimwe zvinhu zvawanga woda kuita hazvina kunaka.

Maimhofu vaizama kuzvidzora asi kana zvakaramba.

Kubokonora kudzidzisa munhu kuzvidzora pane zvakaipa zvaanowanzoita.

Kuzvidzora kufungisisa nokusvika pakuzoona kuti zvimwe zvinhu zvawanga woda kuita hazvina kunaka.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zvifurira

Kuzvifurira kuzvifadza uchiti zvimwe zvinhu zvinobudirira asi izvo zvisingagoni kudaro.

Verenga

Swipe for the next word