Duramazwi · zita
dzoro
doom
Duramazwi · zita
doom
Dzoro inguva yokubatsirana basa, sezvinoitwa navavakidzani vachiravana kufudza mombe nezvimwewo kwemazuva akatarwa.
Dzoro musoro mukuru.

Dzoro ren'ombe rinoda mudzi akachenjera nokuti n'ombe fudzi.
Nguva zhinji anenge akanyarara hake netsvina yake asi dzoro rainge rakazara haro chikoro.
Dzoro musoro mukuru.
bandamba 5.
Nguva zhinji anenge akanyarara hake netsvina yake asi dzoro rainge rakazara haro chikoro.
Dzoro ren'ombe rinoda mudzi akachenjera nokuti n'ombe fudzi.
Duramazwi
01 / 03dzororo
Kana munhu akati dzororo kumira anenge akamira asingazunguziki.
VerengaSwipe for the next word