KwaunobvaDuramazwiBbandamba

Zvinoreva

Bandamba irombo rakaipa rinongowira munhu nguva nenguva.

Bandamba musoro mukuru.

1

Munhu anonzi soro bandamba ndeuya anenge aine nharo, asingadi kuteerera wo zvinotaurwa nevamwe.

2

Zvakafanana

munyama · dzoro

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bandana

Kubandana kutsemuka kunoita zvinhu kana zvakwizirana.

Verenga

Swipe for the next word