Duramazwi
bamura
-tsemura-kwatura
Duramazwi
Kubamura kudimbura chinhu uchizama kuti zvimedu zvacho zvisare zvakaenzana.

Kubamura munhu nembama kumurova zvakasimba nemukati meruoko.
Kupambamura kuridza ngoma huru ichiburitsa ruzha rukuru.
Kubamura munhu nembama kumurova zvakasimba nemukati meruoko.
-tsemura · -kwatura
Duramazwi
01 / 03banamhana
Banamhana chinhu chakapafarara.
VerengaSwipe for the next word