KwaunobvaDuramazwiBbamhama

Duramazwi

bamhama

Zvinoreva

Kuti bamhama kungoerekana waona chimwe chinhu chausingatarisiri uye chinokushamisa.

1

Kuti bamhama kungoerekana waona chimwe chinhu chausingatarisiri uye chinokushamisa.

Pavakangoti bamhama chitunha chemwana wavo wavaitsvaga, VaGejo vakaramba vakashama muromo.

Kuti bamhama kungoerekana waona chimwe chinhu chausingatarisiri uye chinokushamisa.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bamu

Kuti bamu kutsemuka kwechinhu chichisara chiine mitsemu mitsemu kana kuti mapandi.

Verenga

Swipe for the next word