Kwaunobva/Duramazwi/B/banamhana
Duramazwi
Banamhana chinhu chakapafarara.
Pazvarwa mwana ane banamhana romusoro.
banda
stretcher
bandamba
Bandamba irombo rakaipa rinongowira munhu nguva nenguva.
bandana
Kubandana kutsemuka kunoita zvinhu kana zvakwizirana.
Swipe for the next word