KwaunobvaDuramazwiDdenhu

Zvinoreva

Kudzika pasi kana kudzikira.

1

Kudzika pasi kana kudzikira.

Kuti denhu kudzika kunoita chinhu, chichifamba pakaderera chichibva pakakwirira.

Kuti denhu kubuda kunoita zvinhu zvichibva pazvanga zviri zvichienda pasi.

Kuti denhu munhu kumuitira zvinomutsamwisa pasina zvaakutadzira.

2

Kana nzvimbo yakati denhu inenge yakadzikira.

3

Kuti denhu kudzika kunoita chinhu, chichifamba pakaderera chichibva pakakwirira.

4

Kuti denhu kubuda kunoita zvinhu zvichibva pazvanga zviri zvichienda pasi.

5

Kuti denhu kudzika kunoita chinhu, chichifamba pakaderera chichibva pakakwirira.

Kuti denhu kubuda kunoita zvinhu zvichibva pazvanga zviri zvichienda pasi.

Kuti denhu munhu kumuitira zvinomutsamwisa pasina zvaakutadzira.

6

Zvine chekuita

tsenhu

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

denhudza

Kudenhudza chinhu kuchisundidzira kuti chikunguruke.

Verenga

Swipe for the next word