Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chesa inzvimbo diki ine miti yakawanda.
1
Chesa inzvimbo diki ine miti yakawanda.
Kana mombe dzikapinda muchesa dzinonetsa kuona.
Chesa inzvimbo diki ine miti yakawanda.
2
Chesa inzvimbo diki ine miti yakawanda.
Muchesa munhu anogadzira zvinhu zvakaita senamasahwa nemapadza kubva musimbi.
Zvine chekuita
-secha
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chesango
Chinhu chesango ndechinowanikwa mumatondo sezvakaita mhuka nemiti.
VerengaSwipe for the next word