Duramazwi · zita
Zvinoreva
Iyi inzvimbo ine miti yakawanda asi iri diki.
1
Iyi inzvimbo ine miti yakawanda asi iri diki.
Jeseko chisango chemiti inenge yakamera panzvimbo yakaibva chaizvo uye inofanira kurimwa.
Tadiwa akabva aenda nekugate kwave kufamba neroad ndokusvika pachisango.
Pachisango pacho paisava kure hapo paive pedyo.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chisare
Chisare chirwere chehuku chinoita kuti ibude kanyama kadiki kumasure.
VerengaSwipe for the next word