KwaunobvaDuramazwiNndendere ndendere

Duramazwi

ndendere ndendere

Zvinoreva

Kuti ndendere ndendere kudhonza munhu kana mhuka inenge ichiramba kuenda kwaunenge uchida kuti iende.

1

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ndenderedza

Kundenderedza kukweva chinhu, chingava chinorema, kana kuti munhu anenge asingadi kuenda kwaunoda kuti aende.

Verenga

Swipe for the next word