Kwaunobva

dhonza

chiito
Zvinoreva
  1. 1

    Kudhonora kurova zvakanyanya zvokukaurisa chaizvo.

  2. 2

    Kukakatira kwauri iwe nesimba.

  3. 3

    Kudhonza kuita kuti chinhu chiuye kwauri uchishandisa maoko kana tambo.

    Mai Mhofu vakamudhonza Tadiwa aripasi ipapo kwave kuenda naye kudining pakati pemasofa.

    Chero ndikanyura hazvinei newe handisi hama yako " Ndakadaro ndichidhonza hwindo zvine simba richibva ravharika.

  4. 4

    Kana mombe ichinzi inodhonza pabasa rakaita sekurima, zvinenge zvichireva kuti ine simba rekukweva gejo.

    Nzombe imombe yedhonza huru ingave iriyo yakabata musha uye inoshanda mabasa mazhinji apamusha.

  5. 5

    Kudhonza mvura kuipomba nemushini kuti isvike kwainokwanisa kusvikirwa nyore navanhu.

  6. 6

    Kana zvichinzi vanhu vanodhonza magetsi vanenge vabatani-dza tambo dzamagetsi kutitira kuti simba rikwanise kusvika kwaranga risiri.

  7. 7

    Kana pfungwa dzemunhu dzichinzi hadzidhonzi, zvinenge zvichireva kuti hadzinyatsoshanda zvakanaka nokuti muridzi wadzo ane-nge akazhandukira.

  8. 8

    Kana munhu achinzi anozvidhonza zvinenge zvichireva kuti anozvida.

Mhuri yeizwi

Apps from the team behind Kwaunobva

Made in Zimbabwe by Invalcre (Pvt) Limited. Free, and they work offline.

Provisional Test Zimbabwe app iconProvisional Test ZimbabweZimbabwe VID test and Highway Code

Pass your Zimbabwe provisional driving test.

  • Every question of this year's papers, with the reason each answer is right
  • A readiness score that moves as you sit papers, so you know when to book
Provisional app: a timed test question asking which car at a junction goes last
Danho app iconDanhoZIMSEC O and A Level past papers

Every ZIMSEC past paper, offline, on your phone.

  • Works fully offline once a subject is downloaded
  • Progress tracked paper by paper, not just a percentage
Danho app: today's revision plan, with the questions left to revise and a paper to start per subject
Bhaibheri app iconBhaibheriThe Shona Bible and its hymnals

The Shona Bible. Every hymn your church sings. Free.

  • Two versions side by side, verse for verse
  • AFM, Methodist, RCZ, UMC, Baptist and SDA hymnals
Bhaibheri app: choosing a church hymnal, from Apostolic Faith Mission to Seventh-day Adventist
Denhe app iconDenheZimbabwe's public record

The record of what Zimbabwe publishes.

  • Take-home pay, ZESA units and mobile money charges worked out
  • Every school, university and bank, a page each
Denhe: the PAYE calculator working out take-home pay from a monthly salary