Duramazwi · zita
dhongi
donkey
Duramazwi · zita
donkey
Dhongi imhuka isina nyanga, isingadyiwi nyama, inopfuyirwa kurima nekutakura vanhu nemidziyo kana zvirimwa.
Dhongi imhuka isina nyanga, isingadyiwi nyama, inopfuyirwa kurima nekutakura vanhu nemidziyo kana zvirimwa.
Dhongi raipabvaira nemasaga maviri echibage richienda kuchigayo.
Hando yakgwadabvura dhongi napadumbu.
Kuti dhebhu kupfura zvine simba kunoita dhongi richishandisa gumbo raro resure.
bhemhe · mbongoro · hagadha
Duramazwi
01 / 03dhonora
Kudhonora munhu kumubaya zvine simba nechimwe chinhu.
VerengaSwipe for the next word