Duramazwi
dhoneta
donate
Duramazwi
donate
Kudhoneta pa zvinhu pachena kuvanhu vanoda rubatsiro kana kuti vanoshaya.
Kudhoneta pa zvinhu pachena kuvanhu vanoda rubatsiro kana kuti vanoshaya.
Makambani anowanzodhoneta mari nembatya kunherera.
Kudhoneta pa zvinhu pachena kuvanhu vanoda rubatsiro kana kuti vanoshaya.
Kudhoneta ropa kuripa kune vezveutano, kuti rigozopihwa kune vanenge vapererwa neropa munjodzi kana vangogarawo vaine ropa shoma.
Duramazwi
01 / 03dhongi
donkey
VerengaSwipe for the next word