KwaunobvaDuramazwiMmbongoro

Duramazwi · zita

mbongoro

colt · donkey · ass

dhongimubhemhechibhemhe

Zvinoreva

Mbongoro imhuka inochengetwa pamusha, yakada kufanana nebhiza, inoshandiswa nevanhu kutakura zvinhu zvakasiyana-siyana.

1

Gejo mudziyo wekurimisa nemombe kana mbongoro dzakasungwa pajoki.

Mubheme mwana wedhongi kana kuti mbongoro.

Mbongoro imhuka inochengetwa pamusha, yakada kufanana nebhiza, inoshandiswa nevanhu kutakura zvinhu zvakasiyana-siyana.

Zvakafanana

dhongi · mubhemhe · chibhemhe

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word