Duramazwi · zita
mboni
pupil
Duramazwi · zita
pupil
Mboni kanhengo katema kari pakati peziso, kanoita kuti ziso rione.
Mboni kanhengo katema kari pakati peziso, kanoita kuti ziso rione.
Mboni kanhengo katema kari pakati peziso, kanoita kuti ziso rione.
Kuvindinuka kupidigura maziso uchivanza mboni.
Mboni yemagetsi kawaya kanopa mwenje.
Duramazwi
01 / 03mbonje
Mbonje i ronda rinoita mushure mekurohwa kana kutemwa.
VerengaSwipe for the next word