Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kumbondera kutsvaka zvinhu zvakavandika pachishandiswa michina sezvinoita vanenge vachitsvaka panokwanisa kucherwa nokuwanikwa mvura.
Mbondera muchini unogona kuona zviri pakavandika kana kuti zviri kure seinoshandiswa nevanotsvaka pangacherwa pakabuda mvura kana inoshandiswa namasoja kuona zviri kure.

Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mbondokoto
Chisero.
VerengaSwipe for the next word