Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mbonano muripo unobviswa nemukwasha anenge akatizisa kuti achibvumidzwa kusangana nanatezvara namadzimbuya.
1

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mbondera
Kumbondera kutsvaka zvinhu zvakavandika pachishandiswa michina sezvinoita vanenge vachitsvaka panokwanisa kucherwa nokuwanikwa mvura.
VerengaSwipe for the next word