Duramazwi
Zvinoreva
Kana nzira yakati mbona pane imwe nzvimbo inenge yakakombama.
1

Iri idambudziko guru rinowira munhu. Takaoneswa mbona mbona namasoja muhondo.

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mbona mbona
Iri idambudziko guru rinowira munhu. Takaoneswa mbona mbona namasoja muhondo.
VerengaSwipe for the next word