Duramazwi
Zvinoreva
Kuti mbo mbo mbo kudzima kwemoto zvishoma nezvishoma.
Kuti mbo mbo mbo kudzima kwemoto zvishoma nezvishoma.
Kana kudya kwaibva kuti mbombombo kunenge kwanyatsokwata kana kuti kwanyatsosvika.
Kana soda kana mafuta zvichinzi zvinotyora muriwo zvinenge zvichiita kuti ukurumidza kuguka wonyatsoti mbombombo.
Kuti mbombombo kupera kunoita chinhu changa chichiitika. Pakati hondo mbombombo, vanhu vainge vatizira kune dzimwe nyika vakatanga kudzokera kumusha.
Kuti mbombombo kurova kwechinhu.
Kana kudya kwaibva kuti mbombombo kunenge kwanyatsokwata kana kuti kwanyatsosvika.
Ndabika nyevhe mangwanani zveku- ti iye zvino yatoti mbombombo kuibva. Ndinofarira kudya mengo dzakakangavira, kwete dziya dzakati mbombombo kuibva.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mbombova
Kumbombova kuserera kunoita panhu pambenge pakazvimba chaizvo.
VerengaSwipe for the next word