KwaunobvaDuramazwiFfurufutika

Duramazwi

furufutika

-furukuta

Zvinoreva

Kufurufutika kuzununguka zvishoma kunoita munhu akarara kana ava kupinduka.

1

Kufurufutika kutauta kana kuti kupfaura kunoita mhuka kana shiri yava kuda kufa.

2

Zvakafanana

-furukuta

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

furuka

Kana chibage chichifuruka chinenge chichibvisika mashizha acho.

Verenga

Swipe for the next word