KwaunobvaDuramazwiNnzonzoda

Duramazwi

nzonzoda

Zvinoreva

Kunzonzoda kushandisa mutswi neduri pakutswa mushonga wakaita semashizha kana midzi.

1

Kunzonzoda kuisa maburi pachinhu chakaita segaba uchishandisa chipikiri kana umwewo mudziyo wakapinza.

2

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nzonzota

Kana uchinzonzota matavi emuti unenge uchiabvisa mashizha.

Verenga

Swipe for the next word