Duramazwi
Zvinoreva
Kunzonza kufambisa uchitsika pasi seuri kupateta.
1

Sekuru vane nhambwe refu, zvokuti kana uchifamba navo unenge uchingonzonza.
Kana wanzonza nzvimbo unenge waifamba kakawanda, zvokuti unenge wava kunyatsoiziva.
Kunzonza kufambisa uchitsika pasi seuri kupateta.
2
Kana wanzonza nzvimbo unenge waifamba kakawanda, zvokuti unenge wava kunyatsoiziva.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nzonzi
Nzonzi munhu anofamba zvikuru.
VerengaSwipe for the next word