KwaunobvaDuramazwiKkomuredhi

Duramazwi · zita

komuredhi

comrade

Zvinoreva

Mumwe pakati pevamwe muchinangwa.

1

Mumwe pakati pevamwe muchinangwa.

Komuredhi munhu akarwa muchimurenga chepiri chakaita kuti Zimbabwe isununguke.

Komuredhi wako munhu waunenge une donzvo rimwe chete naye.

Makomuredhi akaridza bhazuka kukanzwika kuti dhi-i munharaunda yose.

2

Komuredhi wako munhu waunenge une donzvo rimwe chete naye.

3

Komuredhi munhu akarwa muchimurenga chepiri chakaita kuti Zimbabwe isununguke.

4

Shamwari.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word