Duramazwi · zita
Zvinoreva
Konde chipo chisiri chemari chinopihwa munhu nechinangwa chekumukorokotedza.
1

Mbuya vakauya nekonde reupfu pakazvarwa mwana wangu.
Konde chipo chisiri chemari chinopihwa munhu nechinangwa chekumukorokotedza.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kondeka
Kukondeka kukwidibira ndiro kana poto kuti itarise pasi.
VerengaSwipe for the next word