Duramazwi · zita
Zvinoreva
Tsikidzi.
1
Tsikidzi.
Vanhu vanokumbidzana zvokushandisa kana rumwe rubatsiro rwakasiyana-siyana rungangodiwa mukurarama.
Akadzika kubva pamuti, ndokunanga kwaMombe achikumbira rubatsiro.
Paakaona kuti imba yabatira moto, akabva arova runhare kutsvaka rubatsiro.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tsiru
heifer
VerengaSwipe for the next word