KwaunobvaDuramazwiZzengezana

Duramazwi

zengezana

-zengeza

Zvinoreva

Kana vanhu vakazengezana vanenge vataurirana pamusoro penyaya yakaitika kana iri kuitika, muchivande.

1

Kana vanhu vakazengezana vanenge vataurirana pamusoro penyaya yakaitika kana iri kuitika, muchivande.

Vanhu vakanze vangozengezana pamusoro perunyerekupe rwokuti mudzidzisi uyu aidanana nemwana wechikoro.

Kana vanhu vakazengezana vanenge vataurirana pamusoro penyaya yakaitika kana iri kuitika, muchivande.

Zvakafanana

-zengeza

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zengurira

Kana munhu achizengurira kuita chinhu, anenge achida kuchiita asi aine unyope, kana kuti achityira kure.

Verenga

Swipe for the next word