Duramazwi
Zvinoreva
Kuzengezana.
Zengeza musha uri muguta reChitungwiza nechokunze kweHarare.
Kana mafuta akakuzengeza anenge awandisa mumuviri zvinokonzera kuti unete uye kuti ude kurutsa.

Akadya mafetikuku akawanda zvokuti mafuta akazoguma omuzengeza.

Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zengezana
Kana vanhu vakazengezana vanenge vataurirana pamusoro penyaya yakaitika kana iri kuitika, muchivande.
VerengaSwipe for the next word