Duramazwi
Zvinoreva
Kufazha ruzha runoitwa nechinhu chinenge chichivira chiri pamoto.
1
Kufazha ruzha runoitwa nechinhu chinenge chichivira chiri pamoto.
Kufazha ruzha runoitwa nechinhu chinenge chichivira chiri pamoto.
Kudhogodhera kufazha nokubikika kwezvinhu kwenguva yakareba.
Kana muriwo wasepa unenge waserera muhari mushure mokufazha.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fazhaira
Kufazhaira kugara kwenguva refu zvinhu zvichingovira zviri pamoto.
VerengaSwipe for the next word