KwaunobvaDuramazwiDdukuta

Duramazwi

dukuta

Zvinoreva

Kudukuta kuve muzivisisi wemaitiro kana mafambiro ezvimwe zvinhu.

1

Kudukuta kuve muzivisisi wemaitiro kana mafambiro ezvimwe zvinhu.

Mbuya vaMuchigere vakadukuta mukujuruja majuru.

Kudukuta kuve muzivisisi wemaitiro kana mafambiro ezvimwe zvinhu.

2

Kana munhu adukuta anenge afarisa, achiona sokuti ndiye ava mukuru panzvimbo izvo zvisirizvo.

Mudzidzisi uyu adukuta zvokuti haachateereri mukuru wechikoro.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dukutu

Dukutu mwana anenge achangogona kudzidzira kutaura.

Verenga

Swipe for the next word