KwaunobvaDuramazwiTtumbe

Duramazwi

tumbe

Zvinoreva

Kuti tumbe kuita kunge wakagara pazvitsitsinho asi magaro ako asingagunzvi pasi.

1

Kuti tumbe kuita kunge wakagara pazvitsitsinho asi magaro ako asingagunzvi pasi.

Kuti tumbe kuita kunge wakagara pazvitsitsinho asi magaro ako asingagunzvi pasi.

Kana vanhu vachiita dumbetumbe vanenge vachipinda panhu vakakotamisa misana kuti vakwane.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tumbi

Kuti tumbi kumira uchiratidza kukatyamadzwa, kana kuti usingachazivi zvokuita.

Verenga

Swipe for the next word