KwaunobvaDuramazwiBbhuru

Zvinoreva

Bhuru imombe hono isina kubhadhiswa.

1

Bhuru imombe hono isina kubhadhiswa.

Bhuru rasarira shure rasarira shamhu.

Bhuru rakadambura gashu kukasara chidimbu.

Kana ukachinya bhuru kana imwewo mhuka honho unenge waibvisa makandira kuti itadze kuberekesa.

Zvakafanana

handira · nzombe · mukono

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bhurugwa

Bhurugwa chipfeko chinobva muchiuno chichidzika kumabvi kana kutsoka chakasonwa pokupinza napo makumbo, kuti iri rinopinda kwaro, rimwewo kwaro.

Verenga

Swipe for the next word