KwaunobvaDuramazwiBbhuruku

1

Kana bhuruku kana siketi *ichipweruka* inenge ichidonha, isingabati muchiuno.

Kana bhuruku kana siketi zvichidonha zvinenge zvakakurisa muchiuno, zvokuti zvinenge zvisingabati muchiuno.

Zvine chekuita

bhurugwa

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bhurukutu

Kuti bhurukutu kuwira kana kugara pasi, munhu achizvikanda nekuda kwekuneta.

Verenga

Swipe for the next word