KwaunobvaDuramazwiBbhurukwa

Duramazwi · zita

bhurukwa

pants · trousers

1

Zvino zvaabvuruvadza bhurukwa raakatenga mwedzi wapera, iye akamiswa basa mazuva ano, achadii?

Pandaibuda muchovhamubaiwa iya, bhurukwa rangu rakakakatwa nechipikiri pamusuo, rikabva rati mweu.

Kana bhurukwa rako richimbwera rinenge richipuruka kubva muchiuno richidzika zasi.

Zvine chekuita

bhurugwa

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word