KwaunobvaDuramazwiMmudhanga

Duramazwi · zita

mudhanga

Zvinoreva

Mudhanga idara rakagadzirwa namapango panofanoturikwa nzungu dzakamirira kuzotanhaurwa.

1

Mudhanga idutu remapfunde asati apurwa.

2

Mudhanga idutu remapfunde asati apurwa.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mudhara

Mudhara munhurume anenge achembera.

Verenga

Swipe for the next word