Duramazwi · zita
mudhanda
mukuni
Duramazwi · zita
Mudhanda iriva rinoteyeswa mhuka hombe dzemusango. Kuteya mhuka nomudhanda zvinosungisa.

Duramazwi
01 / 03mudhanga
Mudhanga idara rakagadzirwa namapango panofanoturikwa nzungu dzakamirira kuzotanhaurwa.
VerengaSwipe for the next word