KwaunobvaDuramazwiMmudhayo

Duramazwi · zita

mudhayo

Zvinoreva

Mudhayo kachityaro kakabatwa netambo kana cheni kekuti munhu agare achimveyeswa mudenga.

1

Mudhayo muchina unoshandiswa uchiita zvokubetseredzwa nesimba romunhu. Chibhorani rudzi rwomudhayo.

2

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word