Duramazwi
Zvinoreva
Kuti gi gi kufamba uchitsika pasi zvine ruzha mukati.
1

Ndanzwa kuti gi gi kuseri kwemba, ndikaziwa kuti baba vasvika.
Kuti gi gi kufamba uchitsika pasi zvine ruzha mukati.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gidhi
Kuti gidhi kusvika panzvimbo.
VerengaSwipe for the next word