KwaunobvaDuramazwiGgidhi

Duramazwi

gidhi

Zvinoreva

Kuti gidhi kusvika panzvimbo.

1

Kuti gidhi kusvika panzvimbo.

Muroora achiti gidhi pamusuo, mhururu yakabva yarira.

Pakarira pfuti kuti gidhi-i, vanhu vose vakabva vatiza.

Kuti gidhi gidhi kufamba kwemhuka kana munhu achitsika pasi zvine ruzha mukati.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gidhi gidhi

Kuti gidhi gidhi kufamba kwemhuka kana munhu achitsika pasi zvine ruzha mukati.

Verenga

Swipe for the next word