Duramazwi
Zvinoreva
Kuti gidhi-i kuita ruzha rukuru kwazvo rwakafanana nekuputika kwebhambo.
1

Pakarira pfuti kuti gidhi-i, vanhu vose vakabva vatiza.
Kuti gidhi-i kuita ruzha rukuru kwazvo rwakafanana nekuputika kwebhambo.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gidhigidhi
Kuti gidhigidhi kutinhira kwemvura iri kuda kunaya.
VerengaSwipe for the next word