Duramazwi
Zvinoreva
Kana vanhu vanogadzira migwagwa vachidhuura madharamedha vanenge vachiaputitsa kuitira kuti agotsemura matombo makuru.
1

Kana munhu achiti anodhuura chimwe chinhu anenge achigona kuchiita zvakapfurikidza mweyo.
Kutukunyuka ku mera kwehowa, hunongoerekana hwadhuura ivhu hwabuda.
Kana vanhu vanogadzira migwagwa vachidhuura madharamedha vanenge vachiaputitsa kuitira kuti agotsemura matombo makuru.
2
Kana munhu achiti anodhuura chimwe chinhu anenge achigona kuchiita zvakapfurikidza mweyo.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dhuva
Kana uchidhuva vamwe unenge uchivafurusa pamagariro avo.
VerengaSwipe for the next word