KwaunobvaDuramazwiGgi

Duramazwi

gi

Zvinoreva

Kuti gi kurova nechibhakera zvine simba.

1

Ndanzwa kuti gi gi kuseri kwemba, ndikaziwa kuti baba vasvika.

Kuti gi gi kufamba uchitsika pasi zvine ruzha mukati.

Kuti gi kurova nechibhakera zvine simba.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gi gi

Kuti gi gi kufamba uchitsika pasi zvine ruzha mukati.

Verenga

Swipe for the next word