Duramazwi
Zvinoreva
Kuti cheneru kupera ruvara kwechinhu nekuda kwekuwachwa kana kutsva nezuva.
1

Kana munhu akati cheneru anenge ane chena kana kuti anenge akaparuka nepamusana pekusazora mafuta pamuviri.
Mupanda muti wa- kaomarara, une hunde yakacheneru- ka uye unomera pakaoma.
2
Kana munhu akati cheneru anenge ane chena kana kuti anenge akaparuka nepamusana pekusazora mafuta pamuviri.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chenerudza
Kuchenerudza kukonzera kuti hembe yambenge ichiyevedza kutarisa ibhuruvare.
VerengaSwipe for the next word