KwaunobvaDuramazwiCchemumba

Duramazwi · zita

chemumba

Zvinoreva

Kana chinhu chichinzi ndechechemumba chinenge chiri chekushandisa mumba, sezvakaita ndiro, chitofu kana masofa.

1

Kana chinhu chichinzi ndechechemumba chinenge chiri chekushandisa mumba, sezvakaita ndiro, chitofu kana masofa.

Vhasi chiumbwa chegirazi kana dongo chinoshandiswa sechishongo chemumba kana kuti mudziyo wekuisira maruva.

Kana chinhu chichinzi ndechechemumba chinenge chiri chekushandisa mumba, sezvakaita ndiro, chitofu kana masofa.

2

Zvinhu zvemumba ndezviya zvinenge zvichinzi hazviitaurwi kune veruzhinji asi kuti zvinofanira kungogara zviri tsindidzo mumhuri.

3

Kaitiro kanonzi ndezvemba ndekaya kekuti vanhu vemumhuri vanenge vaine kamwe katsika kavo kavanozivikanwa nako. Zveku-ba izvi ndezvemumba mavo. Handiti mukoma wacho aroverawo kujeri!

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chemusha

Chemusha ihari diki yedoro inosiyirwa vakuru vemusha vepamba panenge pabikwa doro.

Verenga

Swipe for the next word