Duramazwi
Zvinoreva
Kuva nani kwechinhu kureva kuti chinenge chichitaridzika zvakanaka kupfuura chimwe.
1
Kuva nani kwechinhu kureva kuti chinenge chichitaridzika zvakanaka kupfuura chimwe.
Hembe nhema iyo iri nani pane chena iyo.
2
Kana munhu achiti ari nani anenge achireva kuti utano hwake hunenge hwakanaka.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nanisira
Kuzvinanisira kuzvida kana kushamisira pane vanhu, kunyanya nemafambiro aunenge uchiita.
VerengaSwipe for the next word