Duramazwi
Zvinoreva
Kana zvimwe zvinhu zvichinzi zviri nani zvinenge zvakareruka kupinda zvimwe zvacho.
1
Kana zvimwe zvinhu zvichinzi zviri nani zvinenge zvakareruka kupinda zvimwe zvacho.
Zviri nani kufa usingazivi pane kuudzwa kuti wava kuzofa.
Iye zvino ainge ave kunzwa zviri nani nekuti ainge aorora Tadiwa.
At least rainge riine kanyama vanhu vakadyawo zviri nani.
2
Kana munhu achiti ari kunzwa zviri nani anenge achireva kuti urwere hwanga hwakamubata hwadzikira.
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zviri nyore
simply
VerengaSwipe for the next word