KwaunobvaDuramazwiNnangura

Duramazwi

nangura

Zvinoreva

Kunangura kutorera kana kubvutira munhu chaanenge akabata.

1

Kunangura kutorera kana kubvutira munhu chaanenge akabata.

Pandaingovapa mhosva chete ndepekuti dai vakapawo mama mukana wekutsanangura chete vakanzwisisa.

Apa unotarisirwa kutsanangura chinombonzi mari yekunze uye kutopawo mienzaniso.

Unofanira kugona kutsanangura maumbirwo acho uye kupa mienzaniso uchiumba mitsara.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nanhasi

Nanhasi izwi rinoshandiswa kutaridza kusawirirana nokunonoka kunenge kwaita munhu achingoita chinhu chimwe chete.

Verenga

Swipe for the next word